Jeremia 32:14 BDMCS

14 ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri: Tora magwaro aya, okutengeserana ari maviri akanamwa neasina kunamwa, ugoisa muhari yevhu kuitira kuti agare kwamazuva mazhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:14 akapoteredza