Jeremia 32:21 BDMCS

21 Makabudisa vanhu venyu veIsraeri kubva muIjipiti nezviratidzo nezvishamiso, noruoko rune simba uye noruoko rwakatambanudzwa, uye nokutyisa kukuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:21 akapoteredza