Jeremia 32:24 BDMCS

24 “Tarirai mavakirwo ari kuitwa mirwi yokukomba kuti vatore guta. Nokuda kwomunondo, nenzara uye denda, guta richaiswa mumaoko avaBhabhironi vari, kurirwisa. Zvamakataura zvaitika sezvamuri kuona zvino.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:24 akapoteredza