Jeremia 32:33 BDMCS

33 Vakandifuratira uye havana kunditarisa nezviso zvavo; kunyange ndakavadzidzisa ndadzidzisazve, havana kuteerera kana kutsiurika.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:33 akapoteredza