Jeremia 32:35 BDMCS

35 Vakavakira Bhaari nzvimbo dzakakwirira muMupata weBheni Hinomi kuti vabayire vanakomana navanasikana vavo kuna Moreki, kunyange ndisina kuvarayira, kana kuzviisa mupfungwa dzangu, kuti vaite chinhu chinonyangadza zvakadai, nokudaro vagoita kuti Judha atadze.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:35 akapoteredza