Jeremia 32:39 BDMCS

39 Ndichavapa mwoyo mumwe namaitiro mamwe, kuitira kuti vagare vachinditya zvigovanakira ivo navana vavo vanovatevera.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:39 akapoteredza