Jeremia 32:5 BDMCS

5 Iye achaendesa Zedhekia kuBhabhironi, kwaachagara kusvikira ndagadzirisana naye, ndizvo zvinotaura Jehovha. Kana ukarwa navaBhabhironi haungavakundi.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:5 akapoteredza