Jeremia 33:12 BDMCS

12 “Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Munzvimbo ino, yakaparara uye isina vanhu kana mhuka, mumaguta ayo ose aripo muchava namafuro avafudzi okuvatisa makwai avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 33

Maonero Jeremia 33:12 akapoteredza