Jeremia 33:18 BDMCS

18 Kana vaprista, vorudzi rwaRevhi, havangashayiwi munhu angamira pamberi pangu nguva dzose kuti apisire zvipiriso, nokupisa zvipiriso zvezviyo nokugara achipa zvibayiro.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 33

Maonero Jeremia 33:18 akapoteredza