Jeremia 33:21 BDMCS

21 ipapo sungano yangu naDhavhidhi muranda wangu, nesungano yangu navaRevhi avo vanova vaprista vanoshumira pamberi pangu, ingagona kuputsika uye Dhavhidhi haangazovizve nomwanakomana angatonga ari pachigaro chake choushe.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 33

Maonero Jeremia 33:21 akapoteredza