18 Vanhu vakadarika sungano yangu, uye vakasazadzisa zvakatemwa zvesungano yavakaita pamberi pangu, ndichavaita semhuru yavakagura kuita mapandi maviri vakafamba napakati pamapandi acho.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 34
Maonero Jeremia 34:18 akapoteredza