Jeremia 34:7 BDMCS

7 hondo yamambo weBhabhironi payakanga ichirwa neJerusarema namamwe maguta eJudha akanga achakashingirira, Rakishi neAzeka. Aya ndiwo chete maguta akanga asara muJudha akakomberedzwa namasango.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 34

Maonero Jeremia 34:7 akapoteredza