Jeremia 36:10 BDMCS

10 Bharuki akaverengera vanhu vose mashoko aJeremia aiva murugwaro rwakapetwa, ari mumba maJehovha, mukamuri yaGemaria mwanakomana waShafani munyori, yaiva muruvazhe rwokumusoro pamuromo weSuo Idzva retemberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:10 akapoteredza