Jeremia 36:18 BDMCS

18 Bharuki akapindura akati, “Hongu, akanditaurira mashoko ose aya, ini ndikaanyora neingi murugwaro rwakapetwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:18 akapoteredza