Jeremia 36:23 BDMCS

23 Jehudhi aiti kana apedza kuverenga zvikamu zvitatu kana zvina zvorugwaro rwakapetwa, mambo aibva azvicheka nebanga ozvikanda mumbaura, kusvikira gwaro rose rapiswa mumoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:23 akapoteredza