Jeremia 36:26 BDMCS

26 Pachinzvimbo chezvo, mambo akarayira Jerameeri, mwanakomana wamambo, naSeraya mwanakomana waAzirieri naSheremia mwanakomana waAbhudhieri kuti asunge Bharuki munyori naJeremia muprofita. Asi Jehovha akanga avaviga.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:26 akapoteredza