Jeremia 36:28 BDMCS

28 “Tora rumwe rugwaro rwakapetwa unyore pamusoro parwo mashoko ose akanga ari parugwaro rwokutanga rwuya rwakapiswa naJehoyakimi mambo weJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:28 akapoteredza