Jeremia 36:30 BDMCS

30 Naizvozvo, zvanzi naJehovha pamusoro paJehoyakimi mambo weJudha: Haangawani mumwe achagara pachigaro choushe chaDhavhidhi; mutumbi wake uchakandwa kunze kunopisa masikati uye kune chando usiku.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:30 akapoteredza