Jeremia 37:1 BDMCS

1 Zedhekia mwanakomana waJosia akagadzwa kuva mambo weJudha naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi; iye akabata ushe panzvimbo yaJehoyakini mwanakomana waJehoyakimi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 37

Maonero Jeremia 37:1 akapoteredza