Jeremia 37:10 BDMCS

10 Kunyange dai mungakunda hondo yose yavaBhabhironi iri kukurwisai uye kugosara vakakuvara bedzi mumatende, ivavo vachauya vakapisa guta rino.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 37

Maonero Jeremia 37:10 akapoteredza