Jeremia 37:21 BDMCS

21 Ipapo mambo Zedhekia akarayira kuti Jeremia aiswe muruvazhe rwavarindi uye kuti apiwe chingwa chaibva mumugwagwa wavabiki zuva rimwe nerimwe kusvikira musisina chingwa muguta. Saka Jeremia akaramba ari muruvazhe rwavarindi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 37

Maonero Jeremia 37:21 akapoteredza