Jeremia 37:3 BDMCS

3 Kunyange zvakadaro, mambo Zedhekia akatuma Jehukari mwanakomana waSheremia, nomuprista Zefania mwanakomana waMaaseya kuna Jeremia muprofita namashoko aya: “Ndapota tinyengetererewo kuna Jehovha Mwari wedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 37

Maonero Jeremia 37:3 akapoteredza