Jeremia 37:5 BDMCS

5 Hondo yaFaro yakanga yauya ichibva kuIjipiti, zvino vaBhabhironi vakanga vakakomba Jerusarema vakati vanzwa shoko pamusoro pavo, vakabva paJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 37

Maonero Jeremia 37:5 akapoteredza