Jeremia 38:2 BDMCS

2 “Zvanzi naJehovha, ‘Ani naani achagara muguta rino achafa nomunondo, nenzara kana denda, asi ani naani achazvipira kuvaBhabhironi achararama. Achatiza noupenyu hwake; iye achararama.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 38

Maonero Jeremia 38:2 akapoteredza