Jeremia 38:27 BDMCS

27 Machinda ose akauya kuna Jeremia ndokumubvunza, iye akavaudza zvinhu zvose zvaakanga arayirwa namambo kuti ataure. Naizvozvo vakarega kutaura naye zvakare, nokuti hapana akanga anzwa zvaakanga akurukura namambo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 38

Maonero Jeremia 38:27 akapoteredza