Jeremia 38:7 BDMCS

7 Asi Ebhedhi-Mereki muEtiopia aiva muchinda mumuzinda woushe, akazvinzwa kuti vakanga vaisa Jeremia mugomba. Panguva yakanga yakagara mambo paSuo raBhenjamini,

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 38

Maonero Jeremia 38:7 akapoteredza