Jeremia 39:1 BDMCS

1 Uku ndiko kutorwa kwakaitwa Jerusarema: Mugore rechipfumbamwe ramambo Zedhekia mambo weJudha, nomwedzi wegumi, Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akauya kuzorwisa Jerusarema nehondo yake yose ndokurikomba.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 39

Maonero Jeremia 39:1 akapoteredza