Jeremia 39:4 BDMCS

4 Zedhekia mambo weJudha navarwi vose vakati vavaona, vakatiza; vakabuda muguta usiku vakaenda nenzira yokubindu ramambo, napasuo raiva pakati pamasvingo maviri, ndokunanga kuArabha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 39

Maonero Jeremia 39:4 akapoteredza