10 Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe Jehovha, makanyengera kwazvo vanhu ava neJerusarema muchiti, ‘Muchava norugare,’ nyamba munondo uri pahuro dzedu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 4
Maonero Jeremia 4:10 akapoteredza