Jeremia 4:22 BDMCS

22 “Vanhu vangu mapenzi; havandizivi ini. Vana vasina pfungwa; havanzwisisi. Vakangwarira kuita zvakaipa; havazivi kuita zvakanaka.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 4

Maonero Jeremia 4:22 akapoteredza