Jeremia 4:31 BDMCS

31 Ndiri kunzwa kuchema sokwomukadzi anorwadziwa pakusununguka, kugomera sokwomukadzi opona dangwe rake, kuchema kwoMwanasikana weZioni ari kufemedzeka, achitambanudza maoko ake achiti, “Maiwe! Ndoziya; upenyu hwangu hwaiswa kuvaurayi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 4

Maonero Jeremia 4:31 akapoteredza