12 vakatora varume vavo vose ndokuenda kundorwa naIshumaeri mwanakomana waNetania. Vakandomubatira pedyo nedziva guru reGibheoni.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 41
Maonero Jeremia 41:12 akapoteredza