Jeremia 41:18 BDMCS

18 kuti vatize vaBhabhironi. Vakanga vachitya nokuti Ishumaeri mwanakomana waNetania akanga auraya Gedharia mwanakomana waAhikami, uyo akanga agadzwa kuva mubati wenyika iyo namambo weBhabhironi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 41

Maonero Jeremia 41:18 akapoteredza