Jeremia 41:8 BDMCS

8 Asi vamwe vavo gumi vakati kuna Ishumaeri, “Musatiuraya! Isu tine gorosi nebhari, namafuta uye, nouchi, zvakavigwa musango.” Naizvozvo akavarega akasavauraya pamwe chete navamwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 41

Maonero Jeremia 41:8 akapoteredza