Jeremia 42:11 BDMCS

11 Musatya mambo weBhabhironi, iye wamunotya zvino. Musamutya, ndizvo zvinotaura Jehovha, nokuti ndinemi uye ndichakuponesai nokukuponesai kubva mumaoko ake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 42

Maonero Jeremia 42:11 akapoteredza