Jeremia 42:15 BDMCS

15 zvino chinzwai shoko raJehovha imi vakasara vaJudha. Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ‘Kana mashinga kuenda kuIjipiti kana mukaenda kundogarako,

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 42

Maonero Jeremia 42:15 akapoteredza