Jeremia 42:2 BDMCS

2 kuna Jeremia muprofita vakati kwaari, “Tapota inzwai chikumbiro chedu mutinyengeterere kuna Jehovha Mwari wenyu nokuda kwavose ava vakasara. Nokuti sezvamunoona zvino, kuti kunyange taiva vazhinji, iye zvino kwangosara vashoma chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 42

Maonero Jeremia 42:2 akapoteredza