Jeremia 42:4 BDMCS

4 Jeremia muprofita akapindura achiti, “Ndakunzwai. Zvirokwazvo ndichakunyengetererai kuna Jehovha Mwari wenyu sezvamakumbira, ndichakuzivisai zvinhu zvose zvicharehwa naJehovha uye handingambokuvanzirai chinhu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 42

Maonero Jeremia 42:4 akapoteredza