Jeremia 43:5 BDMCS

5 Panzvimbo paizvozvo Johanani mwanakomana waKarea navakuru vose vehondo vakatora vakasara vose veJudha vakanga vadzoka kuzogara munyika yaJudha kubva kundudzi dzose kwavakanga vaparadzirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 43

Maonero Jeremia 43:5 akapoteredza