Jeremia 44:10 BDMCS

10 Kusvikira pazuva ranhasi havana kuzvininipisa kana kuratidza rukudzo, kana kutevera murayiro wangu nezvirevo zvangu zvandakatema pamberi penyu napamberi pamadzibaba enyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 44

Maonero Jeremia 44:10 akapoteredza