Jeremia 44:18 BDMCS

18 Asi kubva patakamira kupisira zvinonhuwira kuna Mambokadzi woKudenga nokudururira zvipiriso zvokunwa kwaari, hapana chatakawana uye tanga tichingofa nomunondo nenzara.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 44

Maonero Jeremia 44:18 akapoteredza