Jeremia 44:22 BDMCS

22 Jehovha akati haasisina mwoyo murefu pakuipa kwezviito zvenyu nezvinhu zvinonyangadza zvamakaita, nyika yenyu ikava chinhu chinotukwa uye nedongo risina anogaramo, sezvazvakaita nhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 44

Maonero Jeremia 44:22 akapoteredza