Jeremia 44:3 BDMCS

3 nokuda kwezvakaipa zvavakaita. Vakanditsamwisa nokuda kwokupisira zvinonhuwira uye nokunamata vamwe vamwari vavasina kumboziva ivo kana imi kana madzibaba enyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 44

Maonero Jeremia 44:3 akapoteredza