Jeremia 44:6 BDMCS

6 Naizvozvo kutsamwa kwangu kunotyisa kwakadururwa; kukapisa maguta eJudha uye nenzira dzeJerusarema ndikazviparadza zvikava matongo sezvazvakaita nhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 44

Maonero Jeremia 44:6 akapoteredza