Jeremia 45:5 BDMCS

5 Iwe ungazvitsvakira zvinhu zvikuru here? Usazvitsvaka. Nokuti ndichauyisa njodzi pamusoro pavanhu vose, ndizvo zvinotaura Jehovha, asi ndichaita kuti utize noupenyu hwako kwose kwaunoenda.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 45

Maonero Jeremia 45:5 akapoteredza