14 “Zivisai izvi muIjipiti, mugozviparidza paMigidhori; zviparidzeiwo paMemufisi neTapanesi muchiti, ‘Torai nzvimbo yenyu uye muzvigadzirire, nokuti munondo unodya vakakupoteredzai.’
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 46
Maonero Jeremia 46:14 akapoteredza