Jeremia 46:27 BDMCS

27 “Usatya, iwe Jakobho muranda wangu; usavhunduka iwe Israeri. Zvirokwazvo ndichakuponesa uri kunzvimbo iri kure, navana vako kubva kunyika yeutapwa hwavo, Jakobho achavazve norugare nokuchengetedzeka, uye hakuna achamutyisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 46

Maonero Jeremia 46:27 akapoteredza