Jeremia 46:6 BDMCS

6 Vanogona kumhanya havangatizi, uye vakasimba havangapunyuki. Nechokumusoro paRwizi Yufuratesi vanogumburwa vagowa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 46

Maonero Jeremia 46:6 akapoteredza