Jeremia 48:1 BDMCS

1 Pamusoro peMoabhu: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, “Ine nhamo Nebho, nokuti ichaparadzwa. Kiriataimi ichanyadziswa uye ichakundwa; nhare dzichanyadziswa uye dzichaparadzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 48

Maonero Jeremia 48:1 akapoteredza