Jeremia 48:32 BDMCS

32 Ndinokuchema sokuchema kunoita Jazeri, haiwa imi mazambiringa eGibhima. Matavi enyu akatandavara kundosvika kugungwa; akandosvika kugungwa reJazeri. Muparadzi awira pamichero yako yaibva namazambiringa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 48

Maonero Jeremia 48:32 akapoteredza